Psalms 31:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoisa mŋeya waŋgu muruʋoko rwenyu; Makandidzikinura Jehova, imi Mŋari waɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoisa mweya wangu mumaoko enyu; ndidzikinurei, imi Jehovha, Mwari wechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumaoko enyu ndinoisa mweya wangu. Makandinunura, TENZI, Mwari wechokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinoisa mweya wangu muruoko rwenyu; Makandidzikinura Jehovha, imi Mwari wazvokwadi.
Shona 2009?
Ndinoisa mweya wangu muruoko rwenyu; Makandidzikunura Jehovha, imwi Mwari wechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinoisa mweya wangu muruoko rwenyu; Makandidzikinura Jehovha, imi Mwari wazvokwadi.