Psalms 31:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicafara nokufarisisa netsitsi dzenyu; Nokuti makaʋona kutambudzika kwaŋgu; Makaziʋa kumanikidzwa kwomŋeya waŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichafara nokufarisisa murudo rwenyu, nokuti makaona kutambudzika kwangu mukaziva kurwadziwa kwomwoyo wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinopururudza nokufarira mwoyochena wenyu nokuti imi makaona nhamo yangu makazivawo pfumvu yangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichafara nokufarisisa netsitsi dzenyu; Nokuti makaona kutambudzika kwangu; Makaziva kumanikidzwa kwomweya wangu;
Shona 2009?
Ndichafara nokufarisisa netsitsi dzenyu; Nokuti makaona kutambudzika kwangu; Makaziva kumanikidzwa komweya wangu;
Shona SUB 2002 Bible
Ndichafara nokufarisisa netsitsi dzenyu; Nokuti makaona kutambudzika kwangu; Makaziva kumanikidzwa kwomweya wangu;