Psalms 31:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuna‐kundiisa muruʋoko rwomuʋeŋgi; Makamisa tsoka dzaŋgu panɀimbo yakafarikana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamuna kundiisa kumuvengi, asi makamisa tsoka dzangu panzvimbo yakafarikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuna kundiisa mumaoko omuvengi makandiisa munzvimbo yandinogona kufamba pamadiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamuna kundiisa muruoko rwomuvengi; Makamisa tsoka dzangu panzvimbo yakafarikana.
Shona 2009?
Hamuna kundiisa muruoko rwomuvengi; Makamisa tsoka dzangu panzvimbo yakafarikana.
Shona SUB 2002 Bible
Hamuna kundiisa muruoko rwomuvengi; Makamisa tsoka dzangu panzvimbo yakafarikana.