Psalms 32:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raDavidi. Rwiyo rweMashiri. Wakakomborerwa wakakaŋganwirwa kuɗarika kwake, wakafukidzirwa ɀiʋi ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raDhavhidhi neMasikiri. [1] Akaropafadzwa uyo akakanganwirwa kudarika kwake, akafukidzirwa zvivi zvake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Reurura zvitadzo zvako Akakomborerwa zvake munhu akaregererwa kukanganisa kwake ane chitadzo chakafushirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakomborerwa akakanganwirwa kudarika kwake, akafukidzirwa zvivi zvake.
Shona 2009?
Akakomborerwa akakangamwirwa kudarika kwake, akafukidzirwa zvivi zvake
Shona SUB 2002 Bible
Akakomborerwa akakanganwirwa kudarika kwake, akafukidzirwa zvivi zvake.