Psalms 32:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakakomborerwa munhu usiŋgaʋereŋgerwi ɀakaipa naJehova; Usino‐kunyeŋgera pamŋeya wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaropafadzwa munhu asingaverengerwi zvivi zvake naJehovha, uye asina kunyengera mumwoyo make.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborerwa munhu asingapiwe mhosva naTENZI, munhu asina mweya wounyengedzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakomborerwa munhu asingaverengerwi zvakaipa naJehovha; asina kunyengera pamweya wake.
Shona 2009?
Akakomborerwa munhu asingaverengerwi zvakaipa naJehovha; asina kunyengera pamweya wake.
Shona SUB 2002 Bible
Akakomborerwa munhu asingaverengerwi zvakaipa naJehovha; asina kunyengera pamweya wake.