Psalms 32:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ruʋoko rwenyu rwakaŋga rucirema pamsoro paŋgu masikati noʋusiku; Ʋunyoro bgaŋgu bgakashandurwa ʋukaʋa kuwoma kwecirimo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti masikati nousiku ruoko rwenyu rwakanga ruchirema pamusoro pangu; simba rangu rakasvetwa sezvinoita kupisa kwechirimo. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti siku nesikati shamhu yoruoko rwenyu yakanga yakandiremera. Simba rangu rakapera kupwa sapachirimo. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ruoko rwenyu rwakanga ruchirema pamusoro pangu masikati nousiku; Unyoro hwangu hwakashandurwa hukava kuoma kwechirimo.
Shona 2009?
Nokuti ruoko rwenyu rwakanga rwuchirema pamusoro pangu masikati novusiku; Unyoro hwangu hwakashandurwa hukava kuoma kwechirimo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ruoko rwenyu rwakanga ruchirema pamusoro pangu masikati nousiku; Unyoro hwangu hwakashandurwa hukava kuoma kwechirimo.