Psalms 32:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakudzidzisa nokukuraira nzira yaunofanira kufamba nayo; Ndicakupa njere neziso raŋgu, riri pamsoro pako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakurairidza uye ndichakudzidzisa nzira yaunofanira kufamba nayo; ndichakupa zano uye ndichakurinda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakurairidza ndigokudzidzisa nzira yaunofanira kufamba nayo. Ndichakupa mazano, ziso rangu riri pauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakudzidzisa nokukuraira nzira yaunofanira kufamba nayo; Ndichakupa njere neziso rangu, riri pamusoro pako.
Shona 2009?
Ndichakudzidzisa nekukuraira nzira yaunofanira kufamba nayo; Ndichakupa njere neziso rangu, riri pamusoro pako.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakudzidzisa nokukuraira nzira yaunofanira kufamba nayo; Ndichakupa njere neziso rangu, riri pamusoro pako.