Psalms 33:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Farisai munaJehova, imi ʋakarurama; Kurumbidza kwakafanira ʋakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imbirai Jehovha, mufarisise, imi vakarurama; zvakanaka kuti vakarurama vamurumbidze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farai muna TENZI imi makarurama vari pachokwadi ndivo vanokodzera kumurumbidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Farisai munaJehovha, imi vakarurama; Kurumbidza kwakafanira vakarurama.
Shona 2009?
Farisai munaJehovha, imwi vakarurama; Kurumbidza kwakafanira vakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Farisai muna Jehovha, imi vakarurama; Kurumbidza kwakafanira vakarurama.