Psalms 33:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwakakomborerwa rudzi rwakaita Jehova Mŋari warwo; Rudzi rwaakatsaura kuʋa nhaka yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwakaropafadzwa rudzi rwakaita Jehovha Mwari warwo, vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rwakakomborerwa rudzi rwakaita TENZI Mwari warwo; vanhu vaakasarudza kuva nhaka yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rwakakomborerwa rudzi rwakaita Jehovha Mwari warwo; Rudzi rwaakatsaura kuva nhaka yake.
Shona 2009?
Rwakakomborerwa rudzi rwakaita Jehovha Mwari warwo; Rudzi rwaakatsaura kuva nhaka yake.
Shona SUB 2002 Bible
Rwakakomborerwa rudzi rwakaita Jehovha Mwari warwo; Rudzi rwaakatsaura kuva nhaka yake.