Psalms 33:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hapanamambo unoponeswa nokuwanda kwehondo; Mhare hairwirwi nesimba guru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana mambo anoponeswa nokukura kwehondo yake; hapana murwi anopunyuka nokuda kwesimba rake guru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo haanunurwe nokukura kwakaita hondo yake. Gamba rokurwa hariponeswe nesimba raro guru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hapana mambo anoponeswa nokuwanda kwehondo; Mhare hairwirwi nesimba guru.
Shona 2009?
Hapana mambo anoponeswa nokuwanda kwehondo; Mhare hairwirwi nesimba guru.
Shona SUB 2002 Bible
Hapana mambo anoponeswa nokuwanda kwehondo; Mhare hairwirwi nesimba guru.