Psalms 33:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurwira mŋeya waʋo parufu, Nokuʋararamisa paŋguʋa yenzara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti avarwire parufu nokuvararamisa panzara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti avanunure kurufu uye kuti avararamise panguva yenzara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurwira mweya wavo parufu, Nokuvararamisa panguva yenzara.
Shona 2009?
Kurwira mweya wavo parufu, Nokuvararamisa panguva yenzara.
Shona SUB 2002 Bible
Kurwira mweya wavo parufu, Nokuvararamisa panguva yenzara.