Psalms 33:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti shoko raJehova rakarurama, Unoita ɀose nokutendeka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti shoko raJehovha rakarurama uye nderechokwadi; iye akatendeka pane zvose zvaanoita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti shoko raTENZI rakatendeka uye basa rake rose rinoitwa muchokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti shoko raJehovha rakarurama, Anoita zvose nokutendeka.
Shona 2009?
Nokuti shoko raJehovha rakarurama, Anoita zvose nokutendeka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti shoko raJehovha rakarurama, Anoita zvose nokutendeka.