Psalms 33:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoʋuŋganidza mvura zhinji yeguŋgwa pamŋe cete somurwi; Unoceŋgeta mvura zhinji dzakadzika mumatura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anounganidza mvura zhinji yegungwa muzvirongo; anoisa kwakadzika mumatura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaunganidza makungwa pamwechete akaaita semurwi, mvura yakadzika akaiisa mumatura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anounganidza mvura zhinji yegungwa pamwechete somurwi; Anochengeta mvura zhinji dzakadzika mumatura.
Shona 2009?
Anounganidza mvura zhinji yegungwa pamwechete somurwi; Anochengeta mvura zhinji dzakadzika mumatura.
Shona SUB 2002 Bible
Anounganidza mvura zhinji yegungwa pamwechete somurwi; Anochengeta mvura zhinji dzakadzika mumatura.