Psalms 33:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iye wakataura, ɀikaitika; Wakaraira, ɀikamira ɀikasimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti iye akataura, zvikaitika; akarayira, zvikamira zvakasimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti akataura zvikaitika akati ngazvimire zvikamira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti iye akataura, zvikaitika; Akaraira, zvikamira zvikasimba.
Shona 2009?
Nokuti iye akataura, zvikaitika; Akaraira, zvikamira zvikasimba.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti iye akataura, zvikaitika; Akaraira, zvikamira zvikasimba.