Psalms 34:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuyai imi ʋana, munditerere; Ndicakudzidzisai kutya Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyai, vana vangu, nditeererei; ndichakudzidzisai kutya Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyai vana mundinzwe; ndichakudzidzisai kutya TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyai imi vana, munditeerere; Ndichakudzidzisai kutya Jehovha.
Shona 2009?
Uyai imwi vana, munditeerere; Ndichakudzidzisai kutya Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Uyai imi vana, munditeerere; Ndichakudzidzisai kutya Jehovha.