Psalms 34:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndoupi munhu unoɗa ʋupenyu, Unoɗa mazuʋa mazhinji, kuti aʋone ɀakanaka?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani wenyu anoda upenyu, uye uchida kuona mazuva akawanda,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani anoda zvake upenyu anoda upenyu hurefu nokuwana upenyu hwakanaka?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndoupi munhu anoda upenyu, Anoda mazuva mazhinji, kuti aone zvakanaka?
Shona 2009?
Ndoupi munhu anoda upenyu, Anoda mazuva mazhinji, kuti aone zvakanaka?
Shona SUB 2002 Bible
Ndoupi munhu anoda upenyu, Anoda mazuva mazhinji, kuti aone zvakanaka?