Psalms 34:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakarurama unamaɗambudzo mazhinji; Asi Jehova unomurwira aɓuɗe paari ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarurama angava namatambudziko mazhinji, asi Jehovha anomurwira paari ose;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhamo dzawakarurama dzakawanda asi TENZI anomuponesa madziri dzose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarurama anamadambudziko mazhinji; Asi Jehovha anomurwira abude paari ose.
Shona 2009?
Akarurama anamatambudziko mazhinji; Asi Jehovha anomurwira abude paari ose.
Shona SUB 2002 Bible
Akarurama ana matambudziko mazhinji; Asi Jehovha anomurwira abude paari ose.