Psalms 34:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu ucaɀirumbidza munaJehova; Ʋanyoro ʋacaɀinzwa, ʋakafara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wangu uchazvirumbidza muna Jehovha; vanotambudzika ngavanzwe vafare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndinodada naTENZI. Dai varombo vakazvinzwawo vafare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu uchazvirumbidza muna Jehovha; Vanyoro vachazvinzwa, vakafara.
Shona 2009?
Mweya wangu uchazvirumbidza muna Jehovha; Vanyoro vachazvinzwa, vakafara.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu uchazvirumbidza muna Jehovha; Vanyoro vachazvinzwa, vakafara.