Psalms 35:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raDavidi. Jehova, kakaʋadzanai naʋanokakaʋadzana neni; Irwai naʋanorwa neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raDhavhidhi. [1] Haiwa Jehovha, kakavadzanai navanokakavadzana neni; rwisai avo vanondirwisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuipa kwakaita munhu mutadzi TENZI, navoi vanoita hondo neni, rwisai vanondirwisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, kakavadzanai navanokakavadzana neni; Irwai navanorwa neni.
Shona 2009?
Jehovha, kakavadzanai navanokakavadzana neni; Irwai navanorwa neni.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, kakavadzanai navanokakavadzana neni; Irwai navanorwa neni.