Psalms 35:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mafupa aŋgu ose acati: Jehova ndianiko wakafanana nemi, Imi munorwira murombo panaiye wakamukurira nesimba, Iye murombo nomushaiwi panounomupamba?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvandiri zvose zvichadanidzira zvichiti: “Ndianiko akaita semi, Jehovha? Munonunura varombo kubva kuna avo vane simba kupinda ravo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapfupa angu achati, “TENZI ndiani akaita semi? Imi munonunura asina simba kune ane simba kupinda iye uye murombo naasina chaanacho kumupambi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapfupa angu ose achati, “Jehovha ndianiko akafanana nemi, Imi munorwira murombo panaiye akamukurira nesimba, Iye murombo nomushaiwi panoanomupamba?”
Shona 2009?
Mapfupa angu ose achati, "Jehovha ndianiko akafanana nemi, imwi munorwira murombo panaiye akamukurira nesimba, Iye murombo nomushaiwi panowanomupamba?
Shona SUB 2002 Bible
Mapfupa angu ose achati, “Jehovha ndianiko akafanana nemi, Imi munorwira murombo pana iye akamukurira nesimba, Iye murombo nomushaiwi panoanomupamba?”