Psalms 35:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndiri’ni, pakurwara kwaʋo ndakafuka gumbu; Ndakatambudza mŋeya waŋgu ndiciɀinyima ɀokudya; Munyeŋgetero waŋgu ukadzokera kucifuʋa caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pavairwara, ndakafuka nguo dzamasaga ndikazvininipisa nokutsanya. Munyengetero wangu pawakadzokera kwandiri usina mhinduro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pavairwara, ini ndakapfeka saga, ndakazvirwadzisa nokuzvinyima. Ndairamba ndichingonamata muhana mangu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ndirini, pakurwara kwavo ndakafuka masaga; Ndakatambudza mweya wangu ndichizvinyima zvokudya; Munyengetero wangu ukadzokera kuchipfuva changu.
Shona 2009?
Asi kana ndirini, pakurwara kwavo ndakafuka masaga; Ndakatambudza mweya wangu ndichitsanya; Munyengetero wangu ukadzokera kuchipfuva changu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ndirini, pakurwara kwavo ndakafuka masaga; Ndakatambudza mweya wangu ndichizvinyima zvokudya; Munyengetero wangu ukadzokera kuchipfuva changu.