Psalms 35:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀimutsei, mukai mundiruramisire; Mutambe mhaka yaŋgu, Mŋari waŋgu naShe waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukai uye simukai mundirwire! Ndirwirei, Mwari wangu naIshe wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvigwinhei mumuke mundimiririre; mundirwire, imi Mwari wangu naTENZI wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvimutsei, mukai mundiruramisire; Mutambe mhaka yangu, Mwari wangu naShe wangu.
Shona 2009?
Zvimutsei, mukai mundiruramisire; Mutambe mhaka yangu, Mwari wangu naShe wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvimutsei, mukai mundiruramisire; Mutambe mhaka yangu, Mwari wangu naShe wangu.