Psalms 35:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaʋanyadziswe, ʋaɀidzwe pamŋe cete, iʋo ʋanofarira kutambudzika kwaŋgu; Ŋgaʋafukidzwe nokunyara nokuɀidzwa, iʋo ʋanoɀikudza pamsoro paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vanofarira kutambudzika kwangu ngavanyadziswe uye vanyonganiswe; vose vanozvisimudzira pamusoro pangu ngavafukidzwe nenyadzi nokuzvidzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavanyadziswe vanyatsodumbirwa vanofarira nhamo dzangu. Ngavaputirwe nenyadzi nokuzvidzwa vanozviti ivo ndivo, ini vachindiisa pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngavanyadziswe, vazvidzwe pamwechete, ivo vanofarira kutambudzika kwangu; Ngavafukidzwe nokunyara nokuzvidzwa, ivo vanozvikudza pamusoro pangu.
Shona 2009?
Ngavanyadziswe, vazvidzwe pamwechete, ivo vanofarira kutambudzika kwangu; Ngavafukidzwe nokunyara nokuzvidzwa, ivo vanozvikudza pamusoro pangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ngavanyadziswe, vazvidzwe pamwechete, ivo vanofarira kutambudzika kwangu; Ngavafukidzwe nokunyara nokuzvidzwa, ivo vanozvikudza pamusoro pangu.