Psalms 35:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanotȿaka mŋeya waŋgu ŋgaʋanyadziswe, ʋaɀidzwe; Ʋanofuŋga kundiitira ɀakaipa ŋgaʋadzoserwe shure ʋakaŋganiswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanotsvaka kundiuraya ngavazvidzwe uye vanyadziswe; vanorangana kuparadzwa kwangu ngavadzoserwe shure vachitya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavanyadziswe vafumurwe vanoda kundiuraya. Ngavadzorwe vadzungaidzwe vanoronga kundiitira zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanotsvaka mweya wangu ngavanyadziswe, vazvidzwe; Vanofunga kundiitira zvakaipa ngavadzoserwe shure vakanganiswe.
Shona 2009?
Vanotsvaka mweya wangu ngavanyadziswe, vazvidzwe; Vanofunga kundiitira zvakaipa ngavadzoserwe shure vakanganiswe.
Shona SUB 2002 Bible
Vanotsvaka mweya wangu ngavanyadziswe, vazvidzwe; Vanofunga kundiitira zvakaipa ngavadzoserwe shure vakanganiswe.