Psalms 35:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndisinemhoȿa ʋakandiʋanzira mimbure yaʋo muhunza, Ndisinemhoȿa ʋakacerera mŋeya waŋgu hunza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo vakandivanzira mimbure yavo ndisina mhosva, uye vakandicherera gomba ndisina mhosva,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti vakandivanzira mambure avo pasina chikonzero vakandicherera gomba pasina chikonzero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndisina mhosva vakandivanzira mimbure yavo muhunza, Ndisina mhosva vakacherera mweya wangu hunza.
Shona 2009?
Nokuti ndisina mhosva vakandivanzira mimbure yavo muhunza, Ndisina mhosva vakacherera mweya wangu hunza.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndisina mhosva vakandivanzira mimbure yavo muhunza, Ndisina mhosva vakacherera mweya wangu hunza.