Psalms 35:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya waŋgu ucafarira Jehova Ucafarira kuponesa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mweya wangu uchafara muna Jehovha, uye uchafarira ruponeso rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo ndichapembera kufara muna TENZI ndichifarira zvikuru kununura kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya wangu uchafarira Jehovha Uchafarira kuponesa kwake.
Shona 2009?
Mweya wangu uchafarira Jehovha Uchafarira kuponesa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya wangu uchafarira Jehovha Uchafarira kuponesa kwake.