Psalms 36:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rutsoka rwounoɀikudza ŋgarurege kuȿikira kwandiri, Ruʋoko rwowakaipa ŋgarurege kundidziŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rutsoka rwounozvikudza ngarurege kusvika kwandiri, kunyange ruoko rwowakaipa ngarurege kundidzingira kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rutsoka rwavanozvikudza ngarurege kunditsika kana kutinhwa noruoko rwowakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rutsoka rwoanozvikudza ngarurege kusvikira kwandiri, Ruoko rwoakaipa ngarurege kundidzinga.
Shona 2009?
Rutsoka rwoanozvikudza ngarurege kusvikira kwandiri, Ruoko rwoakaipa ngarurege kundidzinga.
Shona SUB 2002 Bible
Rutsoka rwoanozvikudza ngarurege kusvikira kwandiri, Ruoko rwoakaipa ngarurege kundidzinga.