Psalms 36:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unoɀiɓata kumeso kwake, Aciti ɀakaipa ɀake haɀiŋgazikanwi ɀikaʋeŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamaonero ake anozvirumbidza, nokuti anozvibata kumeso kwazvo pakuona kwake, zvokuti anotadza kuona kana kuvenga chivi chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anozvibata kumeso mukufunga kwake achiti: uipi hwake haugone kuzivikanwa nokuvengwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anozvibata kumeso kwake, Achiti zvakaipa zvake hazvingazikanwi zvikavengwa.
Shona 2009?
Nokuti anozvibata kumeso kwake, Achiti zvakaipa zvake hazvingazikamwi zvikavengwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anozvibata kumeso kwake, Achiti zvakaipa zvake hazvingazikanwi zvikavengwa.