Psalms 36:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofuŋga ɀakaipa panhoʋo dzake; Unofamba nenzira isina‐kunaka; Haasemi ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange panhoo yake anofunga zvakaipa; anozvifambisa panzira yezvakaipa uye haarambi chakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anoronga zvinhu zvakaipa ari paanorara wotobva wozvirongera gwara risina kunaka; haavengi uipi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anofunga zvakaipa panhoo dzake; Anofamba nenzira isina kunaka; Haasemi zvakaipa.
Shona 2009?
Anofunga zvakaipa panhovo dzake; Anofamba nenzira isina kunaka; Haasemi zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Anofunga zvakaipa panhoo dzake; Anofamba nenzira isina kunaka; Haasemi zvakaipa.