Psalms 36:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kururama kwenyu kwakafanana namakomo aMŋari; Kutoŋga kwenyu kwakadzika ɀikuru; Jehova, munoceŋgeta ʋanhu nemhuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kururama kwenyu kwakaita segomo guru guru, kururamisira kwenyu sepakadzika dzika. Haiwa Jehovha, imi munochengetedza zvose munhu nemhuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ururami hwenyu hwakaita samakomo aMwari; kutonga kwenyu kwaita sehwenje hwakadzika munonunura munhu nemhuka, TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kururama kwenyu kwakafanana namakomo aMwari; Kutonga kwenyu kwakadzika zvikuru; Jehovha, munochengeta vanhu nemhuka.
Shona 2009?
Kururama kwenyu kwakafanana namakomo aMwari; Kutonga kwenyu kwakadzika zvikuru; Jehovha, munochengeta vanhu nemhuka.
Shona SUB 2002 Bible
Kururama kwenyu kwakafanana namakomo aMwari; Kutonga kwenyu kwakadzika zvikuru; Jehovha, munochengeta vanhu nemhuka.