Psalms 37:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe ucamuseka; Nokuti unoʋona kuti zuʋa rake rinoʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Ishe anoseka vakaipa nokuti anoziva kuti zuva ravo riri kuuya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi TENZI anoseka wakaipa nokuti anozviona kuti zuva rake richasvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe achamuseka; Nokuti anoona kuti zuva rake rinouya.
Shona 2009?
Ishe achamuseka; Nokuti anoona kuti zuva rake rinouya.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe achamuseka; Nokuti anoona kuti zuva rake rinouya.