Psalms 37:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munondo waʋo ucapinda pamŋoyo yaʋo imene, Ʋuye ʋuta bgaʋo ʋucavuniwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi minondo yavo ichabaya mwoyo yavo pachavo, uye uta hwavo huchavhunika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bakatwa ravo richavabaya ivo mwoyo uye uta hwavo huchatyorwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munondo wavo uchapinda pamwoyo yavo imene, Uye uta hwavo huchavhuniwa.
Shona 2009?
Munondo wavo uchapinda pamoyo yavo imene, Uye uta hwavo huchavhuniwa.
Shona SUB 2002 Bible
Munondo wavo uchapinda pamwoyo yavo imene, Uye uta hwavo huchavhuniwa.