Psalms 37:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti maʋoko aʋakaipa acavuniwa; Asi Jehova unotsigira ʋakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti simba ravakaipa richavhuniwa, asi Jehovha anotsigira vakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maoko avakaipa achatyorwa asi TENZI anotsigira vakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti maoko avakaipa achavhuniwa; Asi Jehovha anotsigira vakarurama.
Shona 2009?
Nokuti maoko avakaipa achavhuniwa; Asi Jehovha anotsigira vakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti maoko avakaipa achavhuniwa; Asi Jehovha anotsigira vakarurama.