Psalms 37:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mufambire womunhu unosimbiswa naJehova; Unofarikanya munzira yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana Jehovha achifarira nzira yomunhu, anosimbisa mafambiro ake;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu kana achifamba anotungamirirwa naTENZI; anosimbisa munhu ano mugariro unomufadza
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mufambiro womunhu unosimbiswa naJehovha; Unofarikana munzira yake.
Shona 2009?
Mufambiro womunhu unosimbiswa naJehovha; Unofarikana munzira yake.
Shona SUB 2002 Bible
Mufambiro womunhu unosimbiswa naJehovha; Unofarikana munzira yake.