Psalms 37:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaŋga ndiri muɗuku, ɀino ndakwegura; Kunyaŋge ɀakaɗaro handina‐kutoŋgoʋona wakarurama acisiyiwa, Kana ʋana ʋake ʋacipemha ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanga ndiri muduku uye zvino ndakwegura, asi handina kumboona vakarurama vachisiyiwa, kana vana vavo vachipemha chingwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakanga ndiri muduku asi zvino ndakwegura, asi handina kumboona vakarurama vachiraswa kana vana vake vachikumbira chingwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanga ndiri muduku, zvino ndakwegura; Kunyange zvakadaro handina kutongoona akarurama achisiyiwa, Kana vana vake vachipemha zvokudya.
Shona 2009?
Ndakanga ndiri muduku, zvino ndakwegura; Kunyange zvakadaro handina kutongoona akarurama achisiyiwa, Kana vana vake vachipemha zvokudya.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanga ndiri muduku, zvino ndakwegura; Kunyangwe zvakadaro handina kutongoona akarurama achisiyiwa, Kana vana vake vachipemha zvokudya.