Psalms 37:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova unoɗa ɀakarurama, Haasiyi ʋatȿene ʋake; Ʋanoceŋgetwa nokusiŋgaperi; Asi ʋana ʋowakaipa ʋacaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha anoda vanoruramisira uye haangazosiyi vanhu vake vakatendeka. Vachadzivirirwa nokusingaperi; asi vana vowakaipa vachaparadzwa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti TENZI anoda ruenzaniso; haarasi varurami vake. Achavachengetedza nokusingaperi asi vana vavakaipa vachaparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha anoda zvakarurama, Haasiyi vatsvene vake; Vanochengetwa nokusingaperi; Asi vana vowakaipa vachaparadzwa.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha unoda zvakarurama, Haasiyi vatsvene vake; Vanochengetwa nokusingaperi; Asi vana vowakaipa vachaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha anoda zvakarurama, Haasiyi vatsvene vake; Vanochengetwa nokusingaperi; Asi vana vowakaipa vachaparadzwa.