Psalms 37:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murairo waMŋari wake uri mumŋoyo make; Pakutsika kwake haaŋgatoŋgotedzemuki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murayiro waMwari wake uri pamwoyo wake; tsoka dzake hadzitedzemuki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutemo waMwari wake uri maari haadzadzariki pakufamba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murayiro waMwari wake uri mumwoyo make; Pakutsika kwake haangatongotedzemuki.
Shona 2009?
Murayiro waMwari wake uri mumoyo make; Pakutsika kwake haangatongotedzemuki.
Shona SUB 2002 Bible
Murairo waMwari wake uri mumwoyo make; Pakutsika kwake haangatongotedzemuki.