Psalms 37:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rindira Jehova, urambire panzira yake, Iye ucakukudza kuti ugare nhaka yenyika; Kana ʋakaipa ʋaciparadzwa iwe ucaɀiʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rindira Jehovha, uye uchengete nzira yake. Achakusimudzira kuti ugare nhaka yenyika; kana vakaipa voparadzwa, iwe uchazviona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mirira TENZI uchengete nzira yake. Iye achakukudza kuti nyika ive yako; unotozoona kuparadzwa kwavakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rindira Jehovha, urambire panzira yake, Iye achakukudza kuti ugare nhaka yenyika; Kana vakaipa vachiparadzwa iwe uchazviona.
Shona 2009?
Rindira Jehovha, urambire panzira yake, Iye achakukudza kuti ugare nhaka yenyika; Kana vakaipa vachiparadzwa iwe uchazviona.
Shona SUB 2002 Bible
Rindira Jehovha, urambire panzira yake, Iye achakukudza kuti ugare nhaka yenyika; Kana vakaipa vachiparadzwa iwe uchazviona.