Psalms 37:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaʋona wakaipa anesimba guru, Acitandaʋara somuti munyoro panyika yawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaona munhu akaipa uye ano utsinye achibudirira somuti munyoro pavhu romunyika yawo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakamboona munhu wakaipa ano mukundo akati dzuu kwazvo somusidhari weRebhanoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakaona akaipa anesimba guru, Achitandavara somuti munyoro panyika yawo.
Shona 2009?
Ndakaona akaipa anesimba guru, Achitandavara somuti munyoro panyika yawo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakaona akaipa ane simba guru, Achitandavara somuti munyoro panyika yawo.