Psalms 37:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋari ʋaɗariki, ʋacaparadzwa pamŋe cete; Pakuguma kwaʋo ʋakaipa ʋacaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vatadzi vose vachaparadzwa; ramangwana rowakaipa richagurwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatadzi vanofanira kuparadzwa zvachose upenyu hwavo hwamangwana huchaparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vari vadariki, vachaparadzwa pamwechete; Pakuguma kwavo vakaipa vachaparadzwa.
Shona 2009?
Kana vari vadariki, vachaparadzwa pamwechete; Pakuguma kwavo vakaipa vachaparadzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vari vadariki, vachaparadzwa pamwechete; Pakuguma kwavo vakaipa vachaparadzwa.