Psalms 37:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kuponeswa kwaʋakarurama kunobva kunaJehova; Ndiye nhare yaʋo paŋguʋa yokutambudzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ruponeso rwavakarurama runobva kuna Jehovha; ndiye nhare yavo panguva yamatambudziko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruponeso rwavakarurama runobva kuna TENZI ndiye diziro ravo panguva yenhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kuponeswa kwavakarurama kunobva kuna Jehovha; Ndiye nhare yavo panguva yokutambudzika.
Shona 2009?
Asi kuponeswa kwavakarurama kunobva kuna Jehovha; Ndiye nhare yavo panguva yokutambudzika.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kuponeswa kwavakarurama kunobva kuna Jehovha; Ndiye nhare yavo panguva yokutambudzika.