Psalms 37:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova unoʋaɓatsira, nokuʋarwira; Unoʋarwira kunaʋakaipa, nokuʋaponesa, Nokuti ʋakandoʋanda maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anovabatsira uye anovanunura; anovanunura kubva kuna vakaipa uye anovaponesa, nokuti vanovanda maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI anovabatsira uye anovanunura. Anovanunura kuvakaipa achivaponesa nokuti vanovanda maari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha anovabatsira, nokuvarwira; Anovarwira kuna vakaipa, nokuvaponesa, Nokuti vakandovanda maari.
Shona 2009?
Jehovha anovabatsira, nokuvarwira; Anovarwira kuna vakaipa, nokuvaponesa, Nokuti vakandovanda maari.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha anovabatsira, nokuvarwira; Anovarwira kuna vakaipa, nokuvaponesa, Nokuti vakandovanda maari.