Psalms 37:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ucaɓuɗisa kururama kwako seciedza, Nokururamisirwa kwako samasikati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
achaita kuti kururama kwako kupenye samambakwedza, nokururamisirwa kwako sezuva ramasikati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achaita kuti ururami hwako hubude pachena sechiedza uye mamiriro oupenyu hwako sezuva ramasikati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye achabudisa kururama kwako sechiedza, Nokururamisirwa kwako samasikati.
Shona 2009?
Iye achabudisa kururama kwako sechiedza, Nokururamisirwa kwako samasikati.
Shona SUB 2002 Bible
Iye achabudisa kururama kwako sechiedza, Nokururamisirwa kwako samasikati.