Psalms 37:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyarara pamberi paJehova, umurindire unyerere; Usaʋa neshuŋgu pamsoro pounofara panzira yake, Pamsoro pomunhu unoita mano akaipa aakafuŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyarara pamberi paJehovha, umurindire unyerere; usava neshungu kana vanhu vachibudirira panzira dzavo, pavanoita mano avo akaipa avakaronga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iti zii-i pana TENZI umumirire chinyararire. Usazvinetse zvako nezvomunhu anobudirira mune zvaanoita, munhu anoita zvinhu zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyarara pamberi paJehovha, umurindire unyerere; Usava neshungu pamusoro poanofara panzira yake, Pamusoro pomunhu anoita mano akaipa aakafunga.
Shona 2009?
Nyarara pamberi paJehovha, umurindire unyerere; Usava neshungu pamusoro poanofara panzira yake, Pamusoro pomunhu anoita mano akaipa aakafunga.
Shona SUB 2002 Bible
Nyarara pamberi paJehovha, umurindire unyerere; Usava neshungu pamusoro poanofara panzira yake, Pamusoro pomunhu anoita mano akaipa aakafunga.