Psalms 38:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raDavidi, rokuyeʋudzira. Haiwa Jehova, regai kundiraira pakutsamŋa kwenyu; Musandiraŋga nokusafara kwenyu kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raDhavhidhi. Chikumbiro. [1] Haiwa Jehovha, musandirayira mukutsamwa kwenyu kana kundiranga muhasha dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato womunhu warwara TENZI regai kunditsiura muine hasha, musandirove makashatirwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu; Musandiranga nokusafara kwenyu kukuru.
Shona 2009?
Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu, Musandiranga nokusafara kwenyu kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa Jehovha, regai kundiraira pakutsamwa kwenyu; Musandiranga nokusafara kwenyu kukuru.