Psalms 38:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo waŋgu unopfura, ndapererwa nesimba raŋgu; Kana ciri ciedza cameso aŋgu, naico cabva kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hana yangu inorova, simba rangu rapera; kunyange nechiedza chabva pameso angu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hana yangu inorova, uye ndapera simba, maziso anguwo avakuonera madzerere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wangu unopfura, ndapererwa nesimba rangu; Kana chiri chiedza chameso angu, naicho chabva kwandiri.
Shona 2009?
moyo wangu unopfura, ndapererwa nesimba rangu; Kana chiri chiedza chameso angu, naicho chabva kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wangu unopfura, ndapererwa nesimba rangu; Kana chiri chiedza chameso angu, naicho chabva kwandiri.