Psalms 38:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndimi, Jehova, wandinotarira; Imi mucapindura, Jehova Mŋari waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, ndakakumirirai; muchapindura, imi Ishe Mwari wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndinotarisira kwamuri TENZI asi imi TENZI Mwari wangu ndimi muchapindura
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndimi, Jehovha, wandinotarira; Imi muchapindura, Jehovha Mwari wangu.
Shona 2009?
Nokuti ndimi, Jehovha, wandinotarira; imwi muchapindura, Jehovha Mwari wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndimi, Jehovha, wandinotarira; Imi muchapindura, Jehovha Mwari wangu.