Psalms 38:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakati: Ŋgaʋarege kufara pamsoro paŋgu; Kana rutsoka rwaŋgu rucitedzemuka, ʋanoɀikudza pamsoro paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndakati, “Musavarega vachifarira kutambudzika kwangu kana kuzvisimudzira pamusoro pangu, rutsoka rwangu parunotedzemuka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndinoti, “Ngavarege kunditsvinyira vanondidadira kana ndatsvedza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakati, “Ngaavarege kufara pamusoro pangu; Kana rutsoka rwangu ruchitedzemuka, vanozvikudza pamusoro pangu.”
Shona 2009?
Nokuti ndakati, "Ngavarege kufara pamusoro pangu; Kana rutsoka rwangu ruchitedzemuka, vanozvikudza pamusoro pangu."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakati, “Ngaavarege kufara pamusoro pangu; Kana rutsoka rwangu ruchitedzemuka, vanozvikudza pamusoro pangu.”