Psalms 38:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoʋaʋarira kugumburwa, Ʋuye njodzi yaŋgu iri pamberi paŋgu ŋguʋa dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndava pedyo nokuwa, uye kurwadziwa kwangu kunogara neni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndavakuda kuputsika uye ndiri kuramba ndichirwadziwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinovavarira kugumburwa, Uye njodzi yangu iri pamberi pangu nguva dzose.
Shona 2009?
Nokuti ndinovavarira kugumburwa, Uye njodzi yangu iri pamberi pangu nguva dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinovavarira kugumburwa, Uye njodzi yangu iri pamberi pangu nguva dzose.