Psalms 38:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiʋo ʋo ʋanotsiʋa ɀakaipa neɀakanaka, Ndiʋo ʋadziʋisi ʋaŋgu, nokuti ndinoteʋera cinhu cakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivavo vanotsiva zvakanaka zvangu nezvakaipa, vanondireva pandinotevera zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanondiitira zvakaipa, ini ndichivaitira zvakanaka, vanondivenga nokuti ndinoita zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naivowo vanotsiva zvakaipa nezvakanaka, Ndivo vadzivisi vangu, nokuti ndinotevera chinhu chakanaka.
Shona 2009?
Naivowo vanotsiva zvakaipa nezvakanaka, Ndivo vadzivisi vangu, nokuti ndinotevera chinhu chakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Naivowo vanotsiva zvakaipa nezvakanaka, Ndivo vadzivisi vangu, nokuti ndinotevera chinhu chakanaka.